收錄於

積分

詞曲
Munashe
Munashe
作曲

歌詞

Paive nemusikana ainzi Chido Runako rwake rwaive chipo Moyo wake ndakati ndipo, Akati bodo Ndakati ndoda kudhigidha ka, Paka nyurwa nevamwe apo Ndakati ndoda kudeleter ka, Pakanyorwa nevamwe apo Maybe its Maybeline, Or I may be lean Or its all just make belief, From her book I'ma take a leaf For the heart I'll become a thief, Haiwa ndoba, ndoba ini Ndakaona Chido pamugodhi, Ana Godhi But Godhi anemahobi, Ko nhaiwe Chido hausvodi Moyo wangu wakati maya uchida mfesi anenge bveni Kwete mfesi akaita seni? Ndakashaya kana hope kurara, Ndichishaya kana nguva kufara Ndichifunga kuti shuwa ndatoshaya mukana Hazvingapere zvakadai Ndakaenda ndakatsvaga Netsai, mfes wangu Netsai Ane hanzvadzi ineziso rainetsa, ainzi Itai Ndakati ndibatsirewo sha Netsai Matishanyira pano Oh-oh-oo-oh-oh-oh - imi Matishanyira pano Oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh Murikuda kuti titandare Oh-oh-oo-oh-oh-oh - imi Takasangana masikati Tiri pasi pemuti wemuzhanje Akati hapana chinenge shanje Iwe neni ngatinyepere kupfimbana Tichidanana Achaona une rudo rwakanaka Saka nguva yakapfura zvichispaka Zvichifaya Ndakugaya Pamwe ndakakanya pakusarudza apa Rudo rwemoyo wangu rwaive pamberi pechiso changu Moyo wangu wakango sekerera Pfungwa ndobva dzatenderera Dzatenderera Matishanyira pano Oh-oh-oo-oh-oh-oh - imi Matishanyira pano Oo-oh-oh-oh-oh-oo-oh-oh Murikuda kuti titandare Oh-oh-oo-oh-oh-oh - imi Rume rinonyenga rinosimudza musoro Ndakabva ndataura mashoko epamoyo Akati Munashe Ndakati Netsai Akati kukura kwedu kwatakaita tiri tese Panguva yose iyoyi Moyo wangu wakatotora Ende ndaingo shuwira Pamwe ndichito yuwira Kuti nerimwe zuva - nerimwe zuva Asi chimwe nechimwe chinenguva yacho Zuva iroro handimbofe ndakarikanganwa Kana nguva ipapo yakambomira Rudo rwaive mumhepo tese tichingo zhinyura Nakamumbundira
Writer(s): Munashe Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out