Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Lyrics

Anobvongodza muto kuseva kweakaguta
Kwaakubvongodza muto kuseva kweakaguta kare
Anobvongodza muto kuseva kweakaguta
Ndookubvongodza muto kuseva kweakaguta kare
Apa neapa ndepake
Icho neicho ndechake
Ako neako ndekake
Uyo neuyo ndewake
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira mayaya
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira
Chimusoro wanyanya
Chimusoro yee
Chimusoro mayaya
Chimusoro yee
Chimusoro wanyanya
Chimusoro yee
Ai Kobo aha
Ai kobo ehe
Ai kobo aha
Ai kobo ehe
Kobo aha
Kobo he aha
Kobo au aha
Kobo aha
Anobvongodza muto kuseva kweakaguta
Kwaakubvongodza muto kuseva kweakaguta kare
Anobvongodza muto kuseva kweakaguta
Ndookubvongodza muto kuseva kweakaguta kare
Apa neapa ndepake apa
Icho neicho ndechake
Ako neako ndekake
Uyo neuyo ndewake
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira mayaya
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira
Chimusoro wanyanya
Chimusoro yee
Chimusoro mayaya
Chimusoro yee
Chimusoro wanyanya
Chimusoro yee
Epapa
Epapa
Epapa
Epapa
Epapa
Epapa
Epapa
Epapa
Papa
Epapa
Tata
Etata
Elala uhh
Elala
Ekala uhh
Elala
Apa neapa ndepake
Icho neicho ndechake
Ako neako ndekake
Uyo neuyo ndewake
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira mayaya
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira
Chimusoro wanyanya
Chimusoro yee
Chimusoro mayaya
Chimusoro yee
Tatenda Siyabonga
Written by: Oliver “Tuku” Mtukudzi
instagramSharePathic_arrow_out