Top Songs By Bongo Maffin
Similar Songs
Credits
PERFORMING ARTISTS
Bongo Maffin
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Thandiswa
Composer
Don Laka
Composer
Tshepo Seate
Composer
Adrian Mupemhi
Songwriter
Lyrics
[Verse 1]
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
Ndaibhururuka kuna amai vangu
Dai ndanga ndine makumbo mana
Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
[Verse 2]
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
(Heh, dai ndaibhururuka)
Ndaibhururuka kuna amai vangu
(Ho dai ndine makumbo mana)
Ho dai ndanga ndine makumbo mana
(Hoh, ndaimhanya kani)
Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
[Verse 3]
(Hoh, dai ndiri shiri kani)
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
(Hoh, dai ndaibhururuka)
Ndaibhururuka kuna amai vangu
(Ho dai ndine makumbo mana)
Dai ndanga ndine makumbo mana
(Hoh, ndaimhanya, ndaimhanya)
Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
(Shai dai ndiri shiri kani)
[Verse 4]
Ayikh' into egqith' ikhaya
Xa uxakekile une'nhlungu zakho
Akukho ndawo, akukho ndawo
Efana nekhaya lakho
[Verse 5]
Apho kukhona uthando
Apho kukhona ukonwaba
Apho kukhona izihlobo zakho
[Verse 6]
Apho kukhona uthando
Apho kukhona ukonwaba
Apho kukhona izihlobo zakho
[Verse 7]
Yeh-eyi, ayikh' nto egqith' ikhaya lakho
(Dai ndiri shiri ndaibhururuka)
Hoh, gqith' ikhaya lakho
(Ndaibhururuka kuna amai vangu)
(Hoh, dai ndanga ndine makumbo mana)
Haayi, gqith' ikhaya lakho
(Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu)
[Verse 8]
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
(Ayikh' into egqith' ikhaya lakho)
Ndaibhururuka kuna amai vangu
(Oh, ayikh' into egqith' ikhaya lakho)
Dai ndanga ndine makumbo mana
(Ayikh' into egqith' ikhaya lakho)
Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
[Verse 9]
Go nkabe ke le Nong
Ke rakalala godimo ke sa ye tlase
Le ka reng fa nka mela diphuka
Di nkuka, di nkisa mankaleng-nkaleng matlhaleng
Ko go buiwang ka puo-poko le maele teng
Setswana sa teng se le boteng
BoMmetla-taola ba nna teng
Magageng a boMmadipela
Ko re batang sa mokotla sa mpa re mpampetsa
Re tlhaba, re buwa, re besa
Seno re se bits re re boitumelo
Maropeng go tlhokega poelo
Re bue ka tsa botshelo
Botshelo jwa seeng le botshelo jwa motsogapele
A re boele semele ke ka moo tshilwane e seileng lelwala
[Verse 10]
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
(Hoh, dai ndaibhururuka)
Ndaibhururuka kuna amai vangu
(Ho dai ndine makumbo mana)
Ho dai ndanga ndine makumbo mana
(Dai ndine makumbo mana)
Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
[Verse 11]
(Shai dai ndiri shiri kani)
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
(Hoh, dai ndaibhururuka)
Ndaibhururuka kuna amai vangu
(Dai ndine makumbo mana)
Dai ndanga ndine makumbo mana
(Ndaimhanya, ndaimhanya)
Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
[Verse 12]
Hapana chekumirira apha
Hapana chekumirira apha
Hona tari yacho ko chii
Hona mari yacho ko chii
[Verse 13]
Hapana chekumirira apha
Hapana chekumirira apha
Hona tari yacho ko chii
Hona mari yacho ko chii
[Verse 14]
Hapana chekumirira apha
Hapana chekumirira apha
Hapana chekumirira apha
Hapana chekumirira apha
[Verse 15]
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
(Hoh, dai ndaibhururuka)
Ndaibhururuka kuna amai vangu
(Ho dai ndine makumbo mana)
Ho dai ndanga ndine makumbo mana
(Dai ndine makumbo mana)
Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
[Verse 16]
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
Dai ndiri shiri ndaibhururuka
(Hoh, dai ndaibhururuka)
Ndaibhururuka kuna amai vangu
(Dai ndine makumbo mana)
Dai ndanga ndine makumbo mana
(Ndaimhanya, ndaimhanya)
Ndaimhanya ndoenda kuna baba vangu
Written by: Adrian Mupemhi, Don Laka, Thandiswa, Tshepo Seate