album cover
Chaungada Chose
8,167
African
Chaungada Chose was released on January 1, 2020 by WFN Distribution as a part of the album Zvinoda Kutendwa
album cover
Release DateJanuary 1, 2020
LabelWFN Distribution
Melodicness
Acousticness
Valence
Danceability
Energy
BPM130

Credits

PERFORMING ARTISTS
Alick Macheso
Alick Macheso
Lead Vocals
Orchestra Mberikwazvo
Orchestra Mberikwazvo
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Alick Macheso
Alick Macheso
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Alick Macheso
Alick Macheso
Producer

Lyrics

Chaungada chose ukachipa nguva yacho, ukachitevedzera mberi kwachi chinova nedudziro-eee
Zvachatingda zvose tikazvipa nguva yacho, tikachitevedzera mberi kwachi chinova nedudziro-eee
Chakanaka zvose zvaunoona zvine mumwe, akatoshandirwa akazara tsina nemusoro nemakumbo-ooo
Zvakanaka zvose zvatinouoona zvine vamwe, zvakatoshandirwa kuto zvara tsina nemusoro nemakumbo-ooo, (wopinde busy kutanhura)
Kubvira mukuti ndezvipi zvatanga munhandariro, zvingada kumirira here kana kuti kufanoenda yeeee
Kubvira mukuti ndezvipi zvatanga munhandare, zvingada kumirira here kana kuti kufanoenda yeeee
Zvimwe zvinobvira kuti wakaberekerwa, urikurutivi rupi rwenhamo kana reutepfetepfe wheewhee
Chero nhabvu ukayipa nguva yaro, vangani vedu varikugara hupenyu nekuda kwebhora
Chero windi tikazvipa nguva dzedu, vangani vedu tirikugara hupenyu nekuda kwe town yeseee
(Kopa kabhana, charge office, Fio)
Chatingada chose ukachipa nguva yacho, tikachitevedzera mberi kwachi chinova nedudziro-eee
Chatingada chose ukachipa nguva yacho, tikachitevedzera mberi kwachi chinova nedudziro-eee
Chakanaka chose chatinounoona chine mumwe, akatishandirwa akazara tsina nemusoro nemakumbo-ooo
Chakanaka chose chatinounoona chine mumwe, chakatoshandirwa akazara tsina nemusoro nemakumbo-ooo
Kubvira mukuti ndezvipi zvatanga munhandariro, zvingada kumirira here kana kuti kufanoenda yeeee
Kubvira mukuti ndezvipi zvatanga munhandare, zvingada kumirira here kana kuti kufanoenda yeeee
Zvimwe zvinobvira kuti wakaberekerwa, urikurutivi rupi rwenhamo kana reutepfetepfe wheewhee
Chero nhabvu tikayipa nguva yaro, vangani vedu varikugara hupenyu nekuda kwebhora
Chero windi tikazvipa nguva dzedu, vangani vedu tirikugara hupenyu nekuda kwe town yeseee
(Kopa kabhana, charge office, Siki, Mbare, ChiTown)
Kana zano raramba, usaite hasha, gara pasi utarire pasi nekudenga, (wonamata wokumbira wonamata-ee)
Kana zano raramba, usaite hasha, gara pasi utarire pasi nekudenga, (wonamata ukumbiree, wonamataee)
Kana zano raramba, usaite hasha, gara pasi utarire pasi nekudenga, (wokumbiree, wonamata, wonamataee)
Kana zano raramba, usaite hasha, gara pasi utarire pasi nekudenga, (aaah)
Kana zano raramba, usaite hasha, gara pasi utarire pasi nekudenga, (woaah)
Gumisire woti zvimwe wakashiniriwa, iwe usinaba wazvifambira wega nekune mafeso
Gumisire woti zvimwe wakashiniriwa, iwe usinaba wazvifambira wega nekune mafesoo
Gumisire woti zvimwe wakashiniriwa, iwe usinaba wazvifambira wega nekune mafesoo
Ega ega, uchiziva auna bhutsu
Ega ega, uchiziva auna shangu
Ega ega, uchiziva auna bhutsu
Ega ega, uchiziva auna shanguuuuu
Written by: Alick Macheso
instagramSharePathic_arrow_out􀆄 copy􀐅􀋲

Loading...