Lyrics

HK, (?) Top Striker, Tamuka Mambokadzi Nhai ndingabvunzewo, ndiwe Sly? Empress inga wani ndokuzivai Ko kuzotsvinda nekuchena kudai? Haa kungorasisa nekungodai dai Hoo zviya ndiwe wakunzi Freeman Ndakaguma kukuona pane langtime Hii ende une swagger ndanga ndichikutsvaga maihwii Rangarira tichangotanga wakandidadira kangani? Funga Asi paye paye ndaifunga kuti urikutamba Ndaingoramba asi mukati ndichikuda Kangani kandakafona ndichiti dzoka kumba Ukati kwete haugarire murume asina chaainacho I think wakatadza kunzwa kwete handina kudaro Ndakati handina mari yebhazi tumira mari yacho
Writer(s): Charles Guvamatanga, Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out