Music Video

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Khiama Boys
Khiama Boys
Vocals

Lyrics

Hama tisambotsvinyirana kubva kure haisi mhosva Mwari wedu mumwe chete akasika baba namai

Ini ndinoyera phiri, phiri ndiyo soko yakare phiri ndiyo ncube, kusiyana kwemashevedzerooo

Ndikati nditsvage basa, vanoti tinoda soko phiri haina nzvimbooo
Ndikati nditsvage basa, vanoti tinoda ncube phiri haina nzvimbooo
Hazvina mhosva ndisarudzeiwoo, pasi hapasarudzee tonosangana ikokooo

Aphiri soko ncube vanhu ava vakuru vakatadza kusiyanisa rurimi

Babaaa
Haa shamwari, phiri soko ncube havasi vanhu vamwe here ava
Tirivanhu vamwe shamwari asi kuti takangosiyaniswa rurimi chete
Aah zvakawoma KoPhiri anogowana basa soko achishaya nemhakayeyi
Hazvina mhosva ndisarudzeiwoo, pasi hapasarudzee tonosangana ikokooo
Hazvina mhosva ndisarudzeiwoo, pasi hapasarudzee tonosangana ikokooo
Aphiri soko ncube vanhu ava vakuru vakatadza kusiyanisa rurimi
Aphiri soko ncube vanhu ava vakuru vakatadza kusiyanisa rurimi
Babaaa
Written by: Khiama Boys
instagramSharePathic_arrow_out