Escucha Ndakusuwa Futi (Hauchada Kutaura Neni) de Qounfuzed

Ndakusuwa Futi (Hauchada Kutaura Neni)

Qounfuzed

World

797 Shazams

Letras

Ndinozviziva hauchade kundiona Hauchade kutaura neni Asi Kare Ndaitokuchaira phone Ndichitaura newe Ndakakusendera message Ukasandi replaya Ndakazvishingisa mumoyo Asi zvichindibaya Asi ndiwe waisinditi haudi Kundishaya Handichina Basa Zvese zvataisiita Zvakakanganiswa nekucheater Asi inini ndakusuwa Hoo Ndakusuwa Inini Ndakusuwa Hoo Ndakusuwa Takanga tatova nemazita Evana vataida kuzoita Asi inini ndakusuwa Hoo ndakusuwa Inini ndakusuwa Hoo ndakusuwa Ndiregererewo Sorry honey Sorry kani Sorry sha ndakakanganisa Sorry honey Sorry kani Sorry sha ndakakanganisa Ndakusuwa ndakusuwa Zvimwe zvaiva zveshuwa Asi pamwe pacho aiva makuhwa Zvandakakutadzira zvese Ndikuda kuzvigadzira zvese Chishuwo changu Kutiwo tigova tese Pawakazondibatira matexts Ndichitaura dze sex na Ex Haa tanga takungonetsana sha Kuratidzana hushasha Kupopota nekuwanza hasha Munhu kugara wakangodya rasha Zvese zvataisiita Zvakakanganiswa nekucheater Asi inini ndakusuwa Hoo Ndakusuwa Inini ndakusuwa Hoo Ndakusuwa Takanga tatova nemazita Evana vataida kuzoita Asi inini ndakusuwa Hoo ndakusuwa Inini ndakusuwa Hoo ndakusuwa Dzangova tarisiro Pamwe nechishuwiro Kuti tichazowonana Ndaitova netariro yekuparadzwa nemariro Asi takazokonana Amai vako wakavaudza here kuti takasiyana Ende vachanyatsobatikana Vakangozviziva Sha Vakandisendera message ndikasai replaya Vakangoshaya kuti chapindwa neiko chijaya Phone yangu vakaramba vachiitraya Handichina basa Ndakusuwa Ndakusuwa Zvimwe zvaiva zveshuwa Asi pamwe pacho aiva makuhwa Zvese zvataisiita Zvakakanganiswa nekucheater Asi inini ndakusuwa Hoo Ndakusuwa Inini Ndakusuwa Hoo Ndakusuwa Takanga tatova nemazita Evana vataida kuzoita Asi inini ndakusuwa Hoo ndakusuwa Inini ndakusuwa Hoo ndakusuwa Hoo ndakusuwa Hoo ndakusuwa
Writer(s): Mcdonald Sheldon Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out