Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Tongai Moyo & Utakataka Express
Tongai Moyo & Utakataka Express
Performer
Tongai Moyo
Tongai Moyo
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Tongai Moyo
Tongai Moyo
Songwriter

Lyrics

Zvakawanda zvatinosha tichishanda nesimba
Asika tinokona, (kushandira mweya waMwari)

Zvakawanda zvatinobata tichibata nerudo
Asika tinokona, (kubatira mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya waMwari)

Iwoyu (mweya uyo)
Tishandire, (mweya waMwari)
Musi watinofa, chinosara pano inyama, (Chinoenda kudenga mweya waMwari)

Vakawanda vandinoona vanoda utambure
Asika havakone, (kushandisa mweya waMwari)
Pane uyo wandinoona anoda utambure

Musi waanofa, chinosara pano inyama, (Chinoenda kudenga mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya waMwari)
Tamirira mweya waMwari huya utisunungure (tamirira rudo)
Tamirira mweya (tamirira rudo) waMwari huya utisiungure (tamirira rudo)
Mweya waMwari (tamirira rudo), huya utisunungure (tamirira rudo)
Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)

Tsitsi dzenyu Mwari (tamirira rudo) huya mutisunungure (tamirira rudo)
Tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Tsitsi dzenyu Mwari (tamirira rudo) huyai mutisunungure (tamirira rudo)
Halo halo (ndiDhewa)
Halo halo halo halo (ndiDhewa)
Halo halo simuka (ndiDhewa) yeyeye
(Haa kablaz kane nharo aka)
Waona ma-proba ma-babe, ma-lovie, ma-sweetie vese varikufara
Dhewa yoyoyo, Dhewa yeyeye
Dhewa yeyeye, Dhewa yoyoyo
Farai Ferenga best engineer
Show dem
Jimmy Jimalo, wamunzwa father plus here
Mariana tamba, (musana wangu, mufadze vanhu)
Bushu tamba, (musana wangu, mufadze vanhu)
Nkosi yeee, Suzuki yeee
Mavara yeye
MacDonald Chapfika
Manuel Mbano, Kwekwe
Mai Jojo, mai Gumbo
Mr Thembo, best muninga
Hande naye, hande naye, hande naye
Tongai Moyo naye, kunofara naye
Hande naye Dhewa
Kunofara naye
Tongai Moyo naye
Kunofara naye
Zvakawanda zvatinoshanda tichishanda nesimba
Asika tinokoniwa, (kushandira mweya waMwari)
Zvakawanda zvatinobata tichibata nerudo
Asika tinokoniwa, (kubatira mweya waMwari)
Musi watinofa, chinosara pano inyama, (Chinoenda kudenga mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya waMwari)
Mune simba mumweya waMwari varume, (imi yemuraiwo)

Kuti nhamo ive shoma, (namataiwo, imi yemuraiwo)
Kuti nhamo ive shoma (namataiwo, imi yemuraiwo)
Pane uyo wandinoona anoda utambure
Asika havakone, (kushandisa mweya waMwari)
Musi waanofa, chinosara pano inyama, (Chinoenda kudenga mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), ndiwoyu (mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), ndiwoyu (mweya waMwari)
Iwoyu (mweya uyo), ndiwoyu (mweya waMwari)
Tamirira mweya waMwari huya utisunungure (tamirira rudo)
Tamirira mweya (tamirira rudo) waMwari huya utisiungure (tamirira rudo)
Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)
Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)
Tsitsi dzenyu Mwari (tamirira rudo) huyai mutisunungure (tamirira rudo)
Tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Mweya waMwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
Simba rako Mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)
Written by: Tongai Moyo
instagramSharePathic_arrow_out