Featured In

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Baron Leon Mukweza
Baron Leon Mukweza
Songwriter

Lyrics

Ehkaa Tambaoga haana pressure Sta Sahwira mukurusa Majjesty usadaro Ka nhaii Nasahwira topindirana Ende tinowirirana Nasahwira tosimbisana Musi weguva chete watichapesa Wangu sahwira muhombe Sahwira mukurusa Ndomuda zvikuru aagh Uyu muhombe handidi kumu loser Ndingatomera bundu shaa Muhombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu Urimuhombe handidi kuku loser Ndingatomera bundu Coz ukango texta ndosekerera Kuswera usingafile bho ndinomerera Sahwira usahondi womesera Ukandi replacer hauripinde denga Aaah Ndasangana nevanhu hobho mulife but munhu akaita sewe is rare to find Ndongoda kugara newe paside Uchindimiririra ndikabuda offside Muhombe Sahwira mukurusa Hesi kani bhururu Urimuhombe handidi kuku loser Ndingatomera bundu shaa Muhombe Sahwira mukurusa Ndomuda zvikuru aagh Uyu muhombe handidi kumu loser Ndingatomera bundu shaa Muhombe sahwira mukurusa Hesi kani bhururu Urimuhombe handidi kuku loser Ndingatomera bundu Pamwe pacho husahwira hunokunda hushamwari Husahwira kusanganiswa naMwari Husahwira hwunoita hwega Hapadi force ukaona makumanikidza siyai Mwari makaita zvenyu inini handishamisire but pana sahwira makandi blesser Kana muchida henyu mupei makore akawandisa panyika handidi kutamba ndega Sahwira mukurusa Hesi kani bhururu Urimuhombe handidi kuku loser Imagine ndazomera bundu shaa Muhombe sahwira mukurusa Matemai mucheki mukurusa Uyu muhombe handidi kumu loser Pamwe ndiMhofu Mhofela Muhombe sahwira mukurusa Ava ndihumba ivava uyu muhombe handidi kumu loser Ava ndishumba ivava muhombe sahwira mukurusa Sahwira mukanya Musamukanya uyu muhombe handidi kumu loser Sahwira wangu Chihera Chihera muhombe sahwira mukurusa Hwesa masango Urimuhombe handidi kuku loser Moyo chirandu uri muhombe sahwira mukurusa
Writer(s): Baron Mukweza Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out